2 Kings 9:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye citunha caIzeberi cicaʋa somupfudze pamsoro pomunda panyika yeJezreeri; naiɀoɀo haʋangati: Uyu ndiye Izeberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chitunha chaJezebheri chichava somupfudze pamusoro pomunda wokuJezireeri, zvokuti hapana achagona kuti, ‘Uyu ndiye Jezebheri.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitunha chaJezebhero chichaita sendove kuti kata kata pasi mumunda womudunhu reJezirieri, kushaye anoziva kuti uyu ndiIzebhero uyu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye chitunha chaIzebheri chichava somupfudze pamusoro pomunda panyika yeJezereri; naizvozvo havangati, uyu ndiye Izebheri.’ ”
Shona 2009?
uye chitunha chaIzebheri chichava somupfudze pamusoro pomunda panyika yeJezereeri; naizvozvo havangati, uyu ndiye Izebheri.' "
Shona SUB 2002 Bible
uye chitunha chaJezebheri chichava somupfudze pamusoro pomunda panyika yeJezereri; naizvozvo havangati, uyu ndiye Jezebheri.’ ”