2 Kings 9:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aȿika’po, akawana ʋakuru ʋehondo ʋagere pasi; akati: Ndineshoko nemi, imi mukuru. Jehu akati: Kunani, kwatiri tose? Iye akati: Kunemi, imi mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati asvika, akawana vakuru vehondo vagere pamwe chete. Akati, “Ndine shoko renyu, imi mukuru.” Jehu akamubvunza akati, “Kuna ani pakati pedu?” Iye akapindura akati, “Kunemi imi, mutungamiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasvikako, wanei vatungamiriri vehondo vari mudare. Akati, “Ndine kamwe kanyaya nemi mutungamiriri wehondo.” Jehu akati, “Naani wacho pakati pedu tose?” Iye akabva ati, “Naiyemi mutungamiriri wehondo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati asvikapo, akawana vakuru vehondo vagere pasi; akati, “Ndine shoko nemi, imi mukuru.” Jehu akati, “Kunani, kwatiri tose?” Iye akati, “Kunemi, imi mukuru.”
Shona 2009?
Wakati asvikapo, akawana vakuru vehondo vagere pasi; akati, "Ndine shoko nemi, imwi mukuru." Jehu akati, "Kunani, kwatiri tose?" Iye akati, "Kunemi, imwi mukuru."
Shona SUB 2002 Bible
Wakati asvikapo, akawana vakuru vehondo vagere pasi; akati, “Ndine shoko nemi, imi mukuru.” Jehu akati, “Kunani, kwatiri tose?” Iye akati, “Kunemi, imi mukuru.”