2 Kings 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋeimba yaAhabi ʋacaparadzwa: ndicaparadza kunaAhabi ʋana ʋaʋakomana ʋose, ʋakuru naʋaɗuku pakati paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti imba yose yaAhabhu ichaparadzwa. Ndichabvisa kubva kuna Ahabhu murume wokupedzisira wose wose muIsraeri, nhapwa kana akasununguka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti imba yose yaAhabhu inofanira kuparara. Ndichaparadza vokwaAhabhu, munhu wose wechirume muranda kana asiri muranda muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose veimba yaAhabhi vachaparadzwa, ndichaparadza kuna Ahabhi vana vavakomana vose, vakuru navaduku pakati peIsiraeri.
Shona 2009?
Nokuti vose veimba yaAhabhi vachaparadzwa,ndichaparadza kuna Ahabhi vana vavakomana vose, vakuru navaduku pakati palsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose veimba yaAhabhi vachaparadzwa, ndichaparadza kuna Ahabhi vana vavakomana vose, vakuru navaduku pakati peIsiraeri.