2 Peter 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka handiŋgaregi kukuyeʋudzai ɀinhu iɀi ŋguʋa dzose, kunyaŋge muciɀiziʋa henyu, ʋuye makasimba paɀokwaɗi yamunayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndicharamba ndichikuyeuchidzai zvinhu izvi, kunyange zvazvo muchizviziva uye makanyatsosimba muchokwadi chamunacho zvino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinoda kupota ndichikuyeuchidzai zvinhu izvi kunyange zvazvo muchizviziva kare uye kunyange zvazvo makadzika midzi muchokwadi chamunacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka handingaregi kukuyeuchidzai zvinhu izvi nguva dzose, kunyange muchizviziva henyu, uye makasimba muchokwadi chamunacho.
Shona 2009?
Saka handingaregi kukuyevudzai zvinhu izvi nguva dzose, kunyange muchizviziva henyu, uye makasimba pachokwadi yamunayo.
Shona SUB 2002 Bible
Saka handingaregi kukuyeuchidzai zvinhu izvi nguva dzose, kunyangwe muchizviziva henyu, uye makasimba muchokwadi chamunacho.