2 Peter 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀikuru iʋo ʋanofamba nomutoʋo wenyama pakuciʋa kunoȿiɓisa nokuɀidza ʋukuru; ʋanotsuŋga, ʋaciita nokuɗa kwaʋo, ʋasiŋgatyi kutuka aʋo ʋanokubginya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvozvo zvinoitwa navaya vanotevera kuchiva kwakaora kwomunhu wenyama uye vachizvidza vakuru. Vanhu ava havatyi kutuka zvisikwa zvokudenga, vakashinga uye vanozvikudza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvikuru avo vanofarira havi dzinosvibisa uye vanoshora ukuru hwaMwari. Vanoshora nechivindi vembiri vaya vachida vachiziva uye vasingatyi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvikuru ivo vanofamba nomutoo wenyama pakuchiva kunosvibisa nokuzvidza ukuru; vanotsunga, vachiita nokuda kwavo, vasingatyi kutuka avo vane kubwinya.
Shona 2009?
zvikuru ivo vanofamba nomutovo wenyama pakuchiva kunosvibisa nokuzvidza vakuru; vanotsunga, vachiita nokuda kwavo, asingatyi kutuka avo vanokubwinya;
Shona SUB 2002 Bible
zvikuru ivo vanofamba nomutoo wenyama pakuchiva kunosvibisa nokuzvidza ukuru; vanotsunga, vachiita nokuda kwavo, vasingatyi kutuka avo vane kubwinya.