2 Peter 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi aʋa ɀaʋanotuka ɀaʋasiŋgaziʋi, ʋakaita semhuka dzisinomuraŋgariro, dzakaɓerekwa kuti dziɓatwe, dziparadzwe, naiʋo ʋacaparadzwa pakuʋora kwaʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu ava vanongomhura panyaya dzavasinganzwisisi. Vakaita semhuka dzisina murangariro, zvisikwa zvisingashanduki papfungwa, zvakangoberekerwa kubatwa nokuparadzwa, uye semhuka idzodzo naivowo vachaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi ivo, vachaparadzwa zvimwechetezvo navo sokunge mhuka dzisingafungi uye sezvisikwa zvisina pfungwa zvakazvarirwa kubatwa zvichiuraiwa. Vanoshora mune zvavasingazivi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisina murangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, naivo vachaparadzwa pakuora kwavo,
Shona 2009?
Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisinomurangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, naivo vachaparadzwa pakuvora kwavo,
Shona SUB 2002 Bible
Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisina murangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, naivo vachaparadzwa pakuora kwavo,