2 Peter 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakasiya nzira yakarurama, ʋakatsauka, ʋakateʋera nzira yaBarami, mŋanakomana waBeori, wakaɗa muɓairo wokusarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasiya nzira yakarurama vakatsauka kuti vatevere nzira yaBharamu mwanakomana waBheori, akada mubayiro wokusarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasiya nzira kwayo vakatetereka votevera nzira yaBhiriamu mwana waBheori aida kuzvipfumisa nokuda zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakasiya nzira yakarurama, vakatsauka, vakatevera nzira yaBharami, mwanakomana waBheori, akada mubayiro wokusarurama;
Shona 2009?
vakasiya nzira yakarurama, vakatsauka, vakatevera nzira yaBharami, mwanakomana waBheori, wakada mubairo wokusarurama;
Shona SUB 2002 Bible
vakasiya nzira yakarurama, vakatsauka, vakatevera nzira yaBharami, mwanakomana waBheori, akada mubairo wokusarurama;