2 Peter 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nokutaura kwaʋo mashoko mazhinji okuɀikudza asinamaturo, ʋanonyeŋgera pakuciʋa kwenyama noʋutere, aʋo ʋacaŋgotiza ʋacibva kunaʋanogara pakutsauka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vanotaura zvisina maturo, mashoko okuzvikudza, uye nokuchiva kwenyama yavo, vanobata kumeso vanhu vaya vari kutiza kubva kuna vanogara mukutsauka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vanotaura mazwi makuru oupenzi vachishandisa muviri wavo zvinonyadzisa zvoruchiva rwenyama kuti vateye vanhu vari kutotangisa kupunyuka vachibva muvanhu vakarasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nokutaura kwavo mashoko mazhinji okuzvikudza asina maturo, vanonyengera pakuchiva kwenyama noutere, avo vachangotiza vachibva kuna vanogara pakutsauka;
Shona 2009?
Nokuti nokutaura kwavo mashoko mazhinji okuzvikudza asina maturo, vanonyengera pakuchiva kwenyama novutere, avo vachangotiza vachibva kuna vanogara pakutsauka;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nokutaura kwavo mashoko mazhinji okuzvikudza asina maturo, vanonyengera pakuchiva kwenyama noutere, avo vachangotiza vachibva kuna vanogara pakutsauka;