2 Peter 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciʋapikira kusunuŋgurwa, nyamba iʋo ʋamene ʋaranda ʋokuʋora; nokuti waakundwa naye, munhu unoitwa muranda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanovavimbisa kusununguka, asi ivo pachavo vari varanda vokuora, nokuti munhu anoitwa muranda nechinhu chipi zvacho chinenge chamukunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanovatsidzira rusununguko asi ivo vari varanda vokuora, nokuti munhu anokundwa nechinhu anova muranda wechinhu ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachivapikira kusunungurwa, nyamba ivo vamene vari varanda vakuora; nokuti waakundwa naye, munhu anoitwa muranda wake.
Shona 2009?
vachivapikira kusunungurwa, nyamba ivo vamene varanda vokuvora; nokuti waakundwa naye, munhu unoitwa muranda wake.
Shona SUB 2002 Bible
vachivapikira kusunungurwa, nyamba ivo vamene vari varanda vakuora; nokuti waakundwa naye, munhu anoitwa muranda wake.