2 Peter 2:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakukarira kwaʋo mari ʋacakunyeŋgerai namashoko amano-mano; kutoŋgwa kwaʋo, kwakatarwa kare, hakunonoki, nokuparadzwa kwaʋo hakukotsiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukukara kwavo, vadzidzisi ava vachakunyengerai namashoko amanomano. Kutongwa kwavo kwakanguva kwavamirira, uye kuparadzwa kwavo hakukotsiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokudisa kwavo upfumi vachakushandisai namazwi enhema kuti vazvipfumise. Kubvira kare kare mhosva yavo haiori; kuparadzwa kwavo kwakavarindira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakukarira kwavo mari vachakunyengerai namashoko amano-mano; kutongwa kwavo, kwakatarwa kare, hakunonoki, nokuparadzwa kwavo hakukotsiri.
Shona 2009?
pakukarira kwavo mari vachakunyengerai namashoko amano-mano; kutongwa kwavo, kwakatarwa kare, hakunonoki, nokuparadzwa kwavo hakukotsiri.
Shona SUB 2002 Bible
Pakukarira kwavo mari vachakunyengerai namashoko amano–mano; kutongwa kwavo, kwakatarwa kare, hakunonoki, nokuparadzwa kwavo hakukotsiri.