2 Peter 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akashandura maguta eSodoma neGomora akaaita maɗota, akaatoŋgera kuti aparadzwe, akaaita ciʋe ciratidzo kunaiʋo ʋacagara ʋasiŋgaɗi Mŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana akatonga maguta eSodomu neGomora nokuapisa nomoto kusvikira ava dota, uye akaaita muenzaniso wezvichaitika kuna vasingadi Mwari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akasandura maguta eSodhomu neGomora kuaita dota achiatsakatisa achiaita muenzaniso wezvichaitika kuna vasinganamati Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akashandura maguta eSodhoma neGomora akaaita madota, akaatongera kuti aparadzwe, akaaita chive chiratidzo kuna ivo vachagara vasingadi Mwari;
Shona 2009?
akashandura maguta eSodhoma neGomora akaaita madota, akaatongera kuti aparadzwe, akaaita chive chiratidzo kunaivo vachagara vasingadi Mwari;
Shona SUB 2002 Bible
akashandura maguta eSodhoma neGomora akaaita madota, akaatongera kuti aparadzwe, akaaita chive chiratidzo kuna ivo vachagara vasingadi Mwari;