2 Peter 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akasunuŋgura Roti, wakaŋga akarurama, wakaŋga afa neshuŋgu nokuɗa kwomufambire woʋutere waʋakashata,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana akanunura Roti, munhu akarurama, akatambudzika nokuda kwoupenyu hwetsvina hwavanhu vakanga vakatsauka
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanunura Roti mururami akanga aodzwa mwoyo zvikuru nounzenza hwavakaipa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasunungura Roti, akanga akarurama, akanga afa neshungu nokuda kwomufambiro woutere wavakashata,
Shona 2009?
akasunungura Roti, wakanga akarurama, wakazvidya moyo nokuda komufambiro wakasviba wavakashata.
Shona SUB 2002 Bible
akasunungura Roti, akanga akarurama, akanga afa neshungu nokuda kwomufambiro woutere wavakashata,