2 Peter 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(nokuti munhu uyu wakarurama, agere pakati paʋo aciʋona nokunzwa, wakarwadzisa mŋeya wake wakarurama zuʋa rimŋe nerimŋe namaɓasa aʋo akaŋga asino‐kururama).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(nokuti murume uyu akarurama, agere pakati pavo zuva nezuva, akatambudzwa mumwoyo wake wakarurama nezviito zvavasakurama zvaakaona nezvaakanzwa),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mururami uyu zvaakaona nezvaakanzwa paaigara mukati mavo akashungurudzwa zuva nezuva mumweya wake wakarurama pamusana pezviito zvavo zvisina murao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(nokuti munhu uyu akarurama, agere pakati pavo achiona nokunzwa, wakarwadzisa mweya wake wakarurama zuva rimwe nerimwe namabasa avo akanga asina kururama).
Shona 2009?
(nokuti munhu uyu wakarurama, agere pakati pavo achivona nokunzwa, wakarwadzisa mweya wake wakarurama zuva rimwe nerimwe namabasa avo akanga asina kururama).
Shona SUB 2002 Bible
(nokuti munhu uyu akarurama, agere pakati pavo achiona nokunzwa, wakarwadzisa mweya wake wakarurama zuva rimwe nerimwe namabasa avo akanga asina kururama).