2 Peter 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe unoziʋa kusunuŋgura pamiidzo ʋanonamata Mŋari, nokuceŋgeta ʋasakarurama ʋaʋe pakurobga kuȿikira pazuʋa rokutoŋgwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana zvakadaro, ipapo Ishe anoziva kuti anonunura sei vanhu vake vanotya Mwari kubva pamiedzo uye nokubata vasakarurama varangwe kusvikira pazuva rokutongwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo, Tenzi anoziva kununura vanamati pazviedzo uye kuchengeta vasakarurama vari pachirango kusvikira pazuva rokutongwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe anoziva kusunungura pamiedzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakarurama vave mukurohwa kusvikira pazuva rokutongwa;
Shona 2009?
Ishe unoziva kusunungura pamiidzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakarurama vave pakurobwa kusvikira pazuva rokutongwa;
Shona SUB 2002 Bible
Ishe anoziva kusunungura pamiedzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakarurama vave mukurohwa kusvikira pazuva rokutongwa;