2 Peter 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaɗikanwa, iyi ndiyo ŋwadi yecipiri yandinokunyorerai ɀino; panaidzedzi dzose mbiri ndinomutsa ndaŋgariro dzenyu ndicikuyeʋudzirai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadikani, zvino iyi ndiyo tsamba yangu yechipiri. Ndakanyora dzose dziri mbiri sechiyeuchidzo, kuti ndimutse ndangariro dzenyu pakufunga kutsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadikanwi iyi ndiyo tsamba yechipiri ndichikunyorerai. Uye madziri dzose dziri mbiri, ndakamutsa mamuri mafungiro akarurama nokukuyeuchidzai
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadikanwi, iyi ndiyo tsamba yechipiri yandinokunyorerai zvino; pane idzodzi dzose mbiri ndinomutsa ndangariro dzenyu ndichikuyeudzirai;
Shona 2009?
Vadikamwa, iyi ndiyo mwadhi yechipiri yandinokunyorerai zvino; panaidzedzi dzose mbiri ndinomutsa ndangariro dzenyu ndichiku yevudzirai;
Shona SUB 2002 Bible
Vadikanwi, iyi ndiyo tsamba yechipiri yandinokunyorerai zvino; pane idzodzi dzose mbiri ndinomutsa ndangariro dzenyu ndichikuyeudzirai;