2 Peter 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo imi ʋaɗikanwa, ɀamunoziʋa ɀinhu iɀi ɀisati ɀaitwa, cenjerai kuti murege kurashwa nokutsauka kwaʋakashata, muwe pakusimba kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vadikani, sezvo mava kuziva zvinhu izvi, garai makarindira kuti murege kutsauswa nokudarika kwavasina murayiro uye mukawa kubva pakusimba kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo imi vadikanwi zvamunoziva izvi nakare, chenjerai mungadaro mukateteretswa nokukanganisa kwavanhu ivavo vasina mutemo muchirasikirwa nechamakasimba nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo imi vadikanwi, zvamunoziva zvinhu izvi zvisati zvaitwa, chenjerai kuti murege kurashwa nokutsauka kwavakashata, muve pakusimba kwenyu.
Shona 2009?
Naizvozvo imwi vadikamwa, zvamunoziva zvinhu izvi zvisati zvaitwa, chenjerai kuti murege kurashwa nokutsauka kwavakashata, muwe pakusimba kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo imi vadikanwi, zvamunoziva zvinhu izvi zvisati zvaitwa, chenjerai kuti murege kurashwa nokutsauka kwavakashata, muve pakusimba kwenyu.