2 Peter 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Cipikirwa cokuʋuya kwake ciripiko ɀino? Nokuti kubva pakuparara kwamadziɓaɓa, ɀinhu ɀose ɀinoŋgoramba ɀakaita seɀaɀakaŋga ɀakaita kubva pakutaŋga kwokusikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachati, “Kuripiko ‘kuuya’ kwaakavimbisa? Kubvira pakufa kwakaita madzibaba edu, zvinhu zvose zvinoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakusikwa kwenyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachikutii, “Ko zvaakatsidza kuti achauya, ko achauya rini. Chinguri chakafa madzitateguru zvinhu zvose zviri kungoenderera mberi sezvazvakanga zvakangoita kubvira pasi pachitanga kusikwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Chipikirwa chokuuya kwake chiripiko zvino? Nokuti kubva pakuparara kwamadzibaba, zvinhu zvose zvinongoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakutanga kwokusikwa.”
Shona 2009?
vachiti: Chipikirwa chokuvuya kwake chiripiko zvino? Nokuti kubva pakuparara kwamadzibaba, zvinhu zvose zvinongoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakutanga kokusikwa.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Chipikirwa chokuuya kwake chiripiko zvino? Nokuti kubva pakuparara kwamadzibaba, zvinhu zvose zvinongoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakutanga kwokusikwa.”