2 Peter 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanokaŋganwa nobgoni cinhu ici, kuti kare ɗeŋga raiʋa’po, nenyika yakaɓuɗiswa mumvura, yakaitwa nemvura neshoko raMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanokanganwa nobwoni kuti kare neshoko raMwari denga raivapo uye nyika yakaumbwa ichibva mumvura uye yakaitwa nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanoramba, ivo vachiziva zvavo kuti matenga akavapo kare kare nokuda kwezwi raMwari uye kuti pasi pakaitwa pachibva mumvura uye pachishandiswa mvura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanokanganwa nohwoni chinhu ichi, kuti kare denga raivapo, nenyika yakabudiswa mumvura, yakaitwa nemvura neshoko raMwari;
Shona 2009?
Nokuti vanokangamwa nobwoni chinhu ichi, kuti kare denga raivapo, nenyika yakabudiswa mumvura, yakaitwa nemvura neshoko raMwari;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanokanganwa nohwoni chinhu ichi, kuti kare denga raivapo, nenyika yakabudiswa mumvura, yakaitwa nemvura neshoko raMwari;