2 Samuel 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kujaya rakaŋga ramuʋudza iɀoɀo: Uri wepiko? Iye akapindura, akati: Ndiri mŋanakomana womutorwa, muAmareki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kujaya rakanga rauya neshoko kwaari, “Iwe unobvepiko?” Akapindura akati, “Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kujaya riya rokumutaurira, “Ko iwe unobva kupi?” Iye akati, “Ini ndiri mwana womumwe muuyi, muAmareki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kujaya rakanga ramuudza izvozvo, “Uri wepiko?” Iye akapindura akati, “Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kujaya rakanga ramuudza izvozvo, "Uri wepiko?" Iye akapindura akati, "Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kujaya rakanga ramuudza izvozvo, “Uri wepiko?” Iye akapindura akati, “Ndiri mwanakomana womutorwa, muAmareki.”