2 Samuel 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Hauna‐kutya neiko kutambanudza ruʋoko rwako kuti uparadze muzodzwa waJehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akamubvunza akati, “Sei iwe usina kutya kusimudza ruoko rwako uchiparadza muzodziwa waJehovha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti kwaari, “Chakakupa kurega kutya kusimudzira ruoko rwako kuparadza muzodzwa waTenzi chii?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Hauna kutya neiko kutambanudza ruoko rwako kuti uparadze muzodzwa waJehovha?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Hauna kutya neiko kutambanudza ruoko rwako kuti uparadze muzodzwa waJehovha?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Hauna kutya neiko kutambanudza ruoko rwako kuti uparadze muzodzwa waJehovha?”