2 Samuel 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akaɗana rimŋe jaya, akati: Sweɗera, umuʋuraye. Iye akamuɓaya, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akadana mumwe wavarume vaaiva navo akati, “Enda, umuuraye!” Naizvozvo akamubaya, akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabva adaidza rimwe jaya akati, “Naye munhu uyu, mupfuudze.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akadana rimwe jaya akati, “Swedera, umuuraye.” Iye akamubaya, akafa.
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akadana rimwe jaya akati, "Swedera, umuuraye." Iye akamubaya, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akadana rimwe jaya akati, “Swedera, umuuraye.” Iye akamubaya, akafa.