2 Samuel 1:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Ropa rako ŋgariʋe pamusoro wako, nokuti muromo wako wakupupurira, ɀawakati: Ndakaʋuraya muzodzwa waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Dhavhidhi akanga ati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro pako. Muromo wako ndiwo wazvipupurira pawati, ‘Ndauraya muzodziwa waJehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva amuponda akafa. Dhavhidhi akati kwaari, “Rufu rwako ndorwokuzviparira nokuti muromo wako wawataura wokutoti zvako, ‘Ndakauraya muzodzwa waTenzi’ wakuparira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro wako, nokuti muromo wako wakupupurira, zvawakati, ‘Ndakauraya muzodzwa waJehovha.’ ”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Ropa rako ngarive pamusoro pako, nokuti muromo wako wakupupurira, zvawakati, `Ndakauraya muzodzwa waJehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Ropa rako ngarive pamusoro wako, nokuti muromo wako wakupupurira, zvawakati, ‘Ndakauraya muzodzwa waJehovha.’ ”