2 Samuel 1:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaraira kuti ʋadzidzise ʋana ʋaJuda rwiyo urwu rwoʋuta; tarirai, rwakanyorwa mubuku yaJashari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akarayira kuti vanhu veJudha vadzidziswe rwiyo urwu rwouta (rwakanyorwa mubhuku raJashari):
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati rudzidziswe vedzinza rokwaJudha. Zvino ngondo yacho ino iyi yakanyorwa muBhuku raJashari, rinoti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaraira kuti vadzidzise vana vaJudha rwiyo urwu rwokuchema; tarirai, rwakanyorwa mubhuku raJashari.
Shona 2009?
Akavaraira kuti vadzidzise vana vaJudha rwiyo urwu rwokuchema; tarirai, rwakanyorwa mubhuku raJashari.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaraira kuti vadzidzise vana vaJudha rwiyo urwu rwokuchema; tarirai, rwakanyorwa muBhuku raJashari.