2 Samuel 1:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa Israeri! kubginya kwako kwaʋurawa pamatunhu ako akakwirira! Haiwa! ʋanesimba ʋakawira pasi sei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa Israeri, kubwinya kwako kwaparadzwa pamitunhu yako yakakwirira. Haiwa, vane simba wawira pasi sei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanodadisa Isiraeri vacho vachiti kata kata kufa, vachiti kata kata pamitunhu yenyu yakatunhumara. Zvauya sei chokwadi, magamba kuti rakata kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa Isiraeri! Kubwinya kwako kwaurawa pamatunhu ako akakwirira! Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei!
Shona 2009?
"Haiwa Isiraeri! Kubwinya kwako kwaurawa pamatunhu ako akakwirira! Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei!
Shona SUB 2002 Bible
“Haiwa Isiraeri! Kubwinya kwako kwaurayiwa pamatunhu ako akakwirira! Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei!