2 Samuel 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musaɀireʋa paGati, Musaɀiparidza panzira dzeAshkeroni; Kuti ʋakunda ʋaʋaFiristia ʋarege kufara, Kuti ʋakunda ʋaʋasina‐kudziŋgiswa ʋarege kupembera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musazvireva muGati, musazviparidza mumigwagwa yeAshikeroni, kuti vanasikana vavaFiristia vasazofara, kuti vanasikana vevasina kudzingiswa varege kupembera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai mangorega zvenyu kuzvitaura kuGati, kunyange zvako kuzviparidzira muAshikeroni. Vanasikana vavaFirisitia vangadaro vakapembera kufara. Vanasikana vavanhu vasina kudzingiswa vakazvitutumadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musazvireva paGati, Musazviparidza panzira dzeAshikeroni; Kuti vakunda vavaFirisitia varege kufara, Kuti vakunda vavasina kudzingiswa varege kupembera.
Shona 2009?
Musazvireva paGati, Musazviparidza panzira dzeAshikeroni; Kuti vakunda vavaFirisitia varege kufara, Kuti vakunda' vavasina kudzingiswa varege kupembera.
Shona SUB 2002 Bible
Musazvireva paGati, Musazviparidza panzira dzeAshikeroni; Kuti vakunda vavaFirisitia varege kufara, Kuti vakunda vavasina kudzingiswa varege kupembera.