2 Samuel 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuta bgaJonatani habguna‐kudzoka Bgusineropa raʋakaʋurawa, namafuta aʋanesimba. Nomunondo waSauro hauna‐kudzoka usina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva muropa ravakaurayiwa, kubva munyama yemhare, uta hwaJonatani hahuna kudzoka, munondo waSauro hauna kudzoka usina kugutswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Museve waJonatani wakanga usingadzoke, usina ropa rewainge wauraya. Bakatwa raSauro haraidzoka risina mafuta amagamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uta hwaJonatani hahuna kudzoka. Husina ropa ravakaurawa. Nomunondo waSauro hauna kudzoka usina mafuta aVane simba.
Shona 2009?
Uta hwaJonatani hahuna kudzoka. Husina ropa ravakaurawa. Nomunondo waSauro hauna kudzoka usina mafuta avane simba.
Shona SUB 2002 Bible
Uta hwaJonatani hahuna kudzoka. Husina ropa ravakaurayiwa. Nomunondo waSauro hauna kudzoka usina mafuta avane simba.