2 Samuel 1:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro naJonatani ʋakaŋga ʋakaɗikanwa, ʋakanaka, paʋupenyu bgaʋo; Napakufa kwaʋo haʋana‐kuparadzaniswa; Ʋaikurumidza kupfuʋura makondo, Ʋaiʋa nesimba kupfuʋura shumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sauro naJonatani, muupenyu vaidikanwa uye vakanaka, nomurufu havana kuparadzaniswa. Vaimhanya kupfuura makondo, vaiva vakasimba kupfuura shumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Sauro naJonatani kuvanhu, vaiva vepamoyo chaivo. Naivowo pachavo vari vanhu vakanaka. Upenyu hwavo hwose kusvikira parufu, havana kumbopararana. Pakumhanya gondo raisara pasi, pasimba dziri mvumba chaidzo kupfuura shumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Sauro naJonatani vakanga vakadikanwa, vakanaka, paupenyu hwavo; Napakufa kwavo havana kuparadzaniswa; Vaikurumidza kupfuura makondo, Vaiva nesimba kupfuura shumba.
Shona 2009?
"Sauro naJonatani vakanga vakadikamwa, vakanaka, paupenyu hwavo; Napakufa kwavo havana kuparadzaniswa; Vaikurumidza kupfuura makondo, Vaiva nesimba kupfuura shumba.
Shona SUB 2002 Bible
“Sauro naJonatani vakanga vakadikanwa, vakanaka, paupenyu hwavo; Napakufa kwavo havana kuparadzaniswa; Vaikurumidza kupfuura makondo, Vaiva nesimba kupfuura shumba.