2 Samuel 1:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa! ʋanesimba ʋakawira pasi sei pakurwa! Jonatani wakaʋurawa pamatunhu akakwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haiwa vane simba vawira pasi sei muhondo! Jonatani avete aurayiwa pamitunhu yenyu yakakwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvauya sei chokwadi, magamba kuti rakata mukati mehondo kudai? Jonatani chaiye achiti rashu, kufa pamitunhu yenyu yakatunhumara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei pakurwa! Jonatani wakaurawa pamatunhu akakwirira.
Shona 2009?
"Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei pakurwa! Jonatani wakaurawa pamatunhu akakwirira.
Shona SUB 2002 Bible
“Haiwa! Vane simba vakawira pasi sei pakurwa! Jonatani wakaurayiwa pamatunhu akakwirira.