2 Samuel 1:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinotambudzika kwaɀo pamsoro pako, munuŋuna waŋgu Jonatani; Wakaŋga ucindifadza kwaɀo; Ruɗo rwako kwandiri rwaishamisa, Rwaipfuʋura ruɗo rwaʋakadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kutambudzika kwazvo pamusoro pako, Jonatani munun'una wangu; wakanga uchikosha kwazvo kwandiri. Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, rwaishamisa kudarika rwavakadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvako zvandishungurudza mwoyo, mukoma wangu Jonatani kwandiri, wanga uri wapamwoyo chaiye. Kundida kwako kwanga kusingatauriki, kwaikunda rudo rwavanhukadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndinotambudzika kwazvo pamusoro pako, munun’una wangu Jonatani; Wakanga uchindifadza kwazvo; Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, Rwaipfuura rudo rwavakadzi.
Shona 2009?
"Ndinotambudzika kwazvo pamusoro pako, munun'una wangu Jonatani; Wakanga uchindifadza kwazvo; Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, Rwaipfuura rudo rwavakadzi.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndinotambudzika kwazvo pamusoro pako, munun'una wangu Jonatani; Wakanga uchindifadza kwazvo; Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, Rwaipfuura rudo rwavakadzi.