2 Samuel 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Wabvepiko? Akati kwaari: Ndapukunyuka ndicibva kumisasa yaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza akati, “Wabvepiko?” Iye akapindura akati, “Ndapunyuka kumisasa yavaIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kwaari, “Unobva kupi?” Iye akamupindudra achiti, “Ndapunyuka kumatendhe eIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Wabvepiko?” Akati kwaari, “Ndapukunyuka ndichibva kumisasa yaIsiraeri.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Wabvepiko?" Akati kwaari, "Ndapukunyuka ndichibva kumisasa yaIsiraeri. "
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Wabvepiko?” Akati kwaari, “Ndapukunyuka ndichibva kumisasa yaIsiraeri.”