2 Samuel 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kwaari: Kwakaitweiko? Ndiʋudze hako. Akapindura, akati: Ʋanhu ʋatiza pakurwa, ʋanhu ʋazhinji ʋawira pasi ʋafa, ʋuye Sauro nomŋanakomana wake Jonatani ʋafa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza akati, “Chii chaitika ikoko? Ndiudze.” Iye akati, “Vanhu vatiza kubva pavanga vachirwira. Vazhinji vavo vafa. Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kwaari, “Tipire tinzwe, zvafamba sei?” Iye akapindura achiti, “Vanhu vatiza kuhondo. Uye vamwe vavo vakawanda kwazvo varakatiswa, vafa. Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kwaari, “Kwakaitweiko? Ndiudze hako.” Akapindura, akati, “Vanhu vatiza pakurwa, vanhu vazhinji vawira pasi vafa, uye Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafawo.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kwaari, "Kwakaitweiko? Ndiudze hako." Akapindura, akati, "Vanhu vatiza pakurwa, vanhu vazhinji vawira pasi vafa, uye Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafawo."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kwaari, “Kwakaitweiko? Ndiudze hako.” Akapindura, akati, “Vanhu vatiza pakurwa, vanhu vazhinji vawira pasi vafa, uye Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafawo.”