2 Samuel 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akati kujaya rakamuʋudza iɀoɀo: Unoziʋa sei kuti Sauro naJonatani mŋanakomana wake ʋafa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akabvunza jaya rakanga rauya neshoko iri akati, “Unoziva sei kuti Sauro nemwanakomana wake Jonatani vafa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti kujaya iri rokuuya neshoko kwaari, “Ko wazviziva sei kuti Sauro nomwanakomana wake Jonatani vafa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akati kujaya rakamuudza izvozvo, “Unoziva sei kuti Sauro naJonatani mwanakomana wake vafawo.”
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akati kujaya rakamuudza izvozvo, "Unoziva sei kuti Sauro naJonatani mwanakomana wake vafawo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akati kujaya rakamuudza izvozvo, “Unoziva sei kuti Sauro naJonatani mwanakomana wake vafawo.”