2 Samuel 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye wakati aciceuka, akandiʋona, akandiɗana. Ndikapindura, ndikati: Ndiri pano haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino iye akati acheuka akandiona, akandidana, ini ndikati, ‘Ndiri pano?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakati cheu kutarisa shure, akandiona ndokubva andidaidza, ini ndokuti, “Ndokuno changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye wakati achicheuka, akandiona, akandidana. Ndikapindura ndikati, ‘Ndiri pano hangu.’
Shona 2009?
Zvino iye wakati achicheuka, akandiona, akandidana. Ndikapindura ndikati, `Ndiri pano hangu.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye wakati achicheuka, akandiona, akandidana. Ndikapindura ndikati, ‘Ndiri pano hangu.’