2 Samuel 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Ndiwe aniko? Ndikamupindura, ndikati: Ndiri muAmareki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Akandibvunza akati, ‘Ndiwe aniko?’ “Ndakamupindura ndikati, ‘Ndiri muAmareki.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokunditi, “Ndiwe aniko iwe?” Ini ndikati, “Ndiri muAmareki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, ‘Ndiwe aniko?’ Ndikamupindura ndikati, ‘Ndiri muAmareki.’
Shona 2009?
Akati kwandiri, `Ndiwe aniko?' Ndikamupindura ndikati, `Ndiri muAmareki.'
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, ‘Ndiwe aniko?’ Ndikamupindura ndikati, ‘Ndiri muAmareki.’