2 Samuel 10:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo mambo waʋana ʋaAmoni wakafa, Hanuni mŋanakomana wake akaɓata ʋushe panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokufamba kwenguva mambo wavaAmoni akafa, mwanakomana wake Hanuni akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvizvi mambo wevaAmoni akafa ndokubva mwanakomana wake Hanuni amutsiva pakutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni wakafa, Hanuni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni wakafa, Hanuni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo mambo wavana vaAmoni wakafa, Hanuni mwanakomana wake akabata ushe panzvimbo yake.