2 Samuel 10:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Kana ʋaSiria ʋakandikurira, iwe unofanira kundiɓatsira; asi kana ʋana ʋaAmoni ʋakakukurira iwe, ini ndicaʋuya kukuɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akati, “Kana vaAramu vakandikurira iwe wozouya kuzondinunura; asi kana vaAmoni vakakukurira ipapo ini ndichauya kuzokununura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva ati, “Kana ndichinge ndava kukurirwa navaSiria iwe unouya kuzondibatsira. Asi kana vaAmoni vava kukukurira ini ndichauya kuzonunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Kana vaSiria vakandikurira, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.
Shona 2009?
Akati, "Kana vaSiria vakandikurira, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Kana VaSiria vakandikurira, iwe unofanira kundibatsira; asi kana vana vaAmoni vakakukurira iwe, ini ndichauya kukubatsira.