2 Samuel 10:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaAmoni ʋakati ʋaciʋona kuti ʋaSiria ʋatiza, naiʋo ʋakatiza ʋo saiɀoɀo pamberi paAbishai, ʋakapinda muguta. Ipapo Joabi akadzoka kuʋana ʋaAmoni, akaȿika Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAmoni pavakaona vaAramu vachitiza, vakatiza pamberi paAbhishai, ndokupinda muguta. Saka Joabhu akadzoka kundorwisa vaAmoni akasvika kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaAmori pavakangoona kuti vaSiria vatiza vakaitawo zvimwechetezvo vakatiwo ware kutiza Abhishai, vakapinda muguta. Joabhu akadzoka kwaakanga andorwisana nevaAmoni akaenda kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaAmoni vakati vachiona kuti vaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akadzoka kuvana vaAmoni, akasvika Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino vana vaAmoni vakati vachiona kuti vaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akadzoka kuvana vaAmoni, akasvika Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaAmoni vakati vachiona kuti vaSiria vatiza, naivo vakatizawo saizvozvo pamberi paAbhishai, vakapinda muguta. Ipapo Joabhu akadzoka kuvana vaAmoni, akasvika Jerusaremu.