2 Samuel 10:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaSiria ʋakati ʋaciʋona kuti ʋakundwa naʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAramu vakati vaona kuti vakundwa navaIsraeri, vakaunganazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vaSiria pavakaona kuti vakurirwa neIsiraeri, vakaunganidzana pamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaSiria vakati vachiona kuti vakundwa navaIsiraeri vakaungana,
Shona 2009?
Zvino vaSiria vakati vachiona kuti vakundwa navaIsiraeri vakaungana,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaSiria vakati vachiona kuti vakundwa naVaIsiraeri vakaungana,