2 Samuel 10:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaʋudzwa iɀoɀo; akaʋuŋganidza ʋaIsraeri ʋose, ʋakayambuka Joridani, ʋakaȿika paHerami. ƲaSiria ʋakaɀigadzira, ʋakarwa naDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati azvinzwa, akaunganidza vaIsraeri vose, vakayambuka Jorodhani uye vakaenda kuHeramu. VaAramu vakazvigadzirira kuti vasangane naDhavhidhi uye vakarwa naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazvakasvika munzeve dzaDhavhidhi, akakokorodza Isiraeri yose pamwechete akayambuka Jorodhani akaenda kuHeramu. VaSiria vakaronganirana kurwisa kuHeramu. VaSiria vakaronganirana kurwisa Dhavhidhi vakarwa naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akaudzwa izvozvo; akaunganidza vaIsiraeri vose, vakayambuka Jorodhani, vakasvika paHeramu. VaSiria vakazvigadzira, vakarwa naDhavhidhi.
Shona 2009?
Dhavhidhi akaudzwa izvozvo; akaunganidza vaIsiraeri vose, vakayambuka Jorodhani, vakasvika paHeramu. VaSiria vakazvigadzira, vakarwa naDhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akaudzwa izvozvo; akaunganidza VaIsiraeri vose, vakayambuka Jodhani, vakasvika paHeramu. VaSiria vakazvigadzira, vakarwa naDhavhidhi.