2 Samuel 10:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino madzimambo ose, akaŋga ari ʋaranda ʋaHadarezeri, ʋakati ʋaciʋona kuti ʋakundwa naʋaIsraeri, ʋakayanana naʋaIsraeri, ʋakaʋashumira. Naiɀoɀo ʋaSiria ʋakatya kuzoɓatsira ʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo ose akanga ari varanda vaHadhadhezari akati aona kuti akundwa navaIsraeri, akayanana navaIsraeri uye akava pasi pavo. Saka vaAramu vakatya kubatsira vaAmoni zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo ose akanga ari makurukota aHadhadhiezeru paakaona kuti vakurirwa neIsiraeri, vakaita chibvumirano kuti pave nokuwirirana neIsiraeri vakabva vava varanda vavo. Naizvozvo vaSiria vakazenge vava kutya kununura vaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino madzimambo ose akanga ari varanda vaHadhadhezeri, vakati vachiona kuti vakundwa navaIsiraeri, vakayanana navaIsiraeri, vakavashumira. Naizvozvo vaSiria vakatya kuzobatsira vana vaAmoni.
Shona 2009?
Zvino madzimambo ose akanga ari varanda vaHadhadhezeri, vakati vachiona kuti vakundwa navaIsiraeri, vakayanana navaIsiraeri, vakavashumira. Naizvozvo vaSiria vakatya kuzobatsira vana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino madzimambo ose akanga ari varanda vaHadhadhezeri, vakati vachiona kuti vakundwa naVaIsiraeri, vakayanana naVaIsiraeri, vakavashumira. Naizvozvo VaSiria vakatya kuzobatsira vana vaAmoni.