2 Samuel 10:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi macinda aʋana ʋaAmoni akati kunaHanuni ishe waʋo: Munofuŋga kuti Davidi unoɗa kukudza ɓaɓa ʋenyu ɀaatuma ʋaɓati ʋoruʋoko kwamuri here? Davidi haana‐kutuma ʋaranda ʋake kwamuri kuti anɀere guta nokurishora, nokuriputsa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
machinda avaAmoni akati kuna Hanuni mambo wavo, “Munofunga here imi kuti Dhavhidhi ari kuremekedza baba venyu nokutumira kwaaita vanhu vake kuzochema nemi? Dhavhidhi haana kuvatuma here kuti vazoongorora guta nokurishora kuti vagoriparadza?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi machinda evaAmoni akati kuna changamire wavo Hanuni, “Munofunga kuti izvozvi Dhavhidhi kukutumirai nhume kuzokubatai maoko kwaaita uku kuremekedza baba venyu nhai? Dhavhidhi haana here kutumira makurukota ake kuzoongorora guta rino nokurisora kuti varikurire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi machinda avana vaAmoni akati kuna Hanuni ishe wavo, “Munofunga kuti Dhavhidhi unoda kukudza baba venyu zvaatuma vabati voruoko kwamuri here? Dhavhidhi haana kutuma varanda vake kwamuri kuti anzvere guta nokurishora, nokuriputsa here?”
Shona 2009?
Asi machinda avana vaAmoni akati kuna Hanuni ishe wavo, "Munofunga kuti Dhavhidhi unoda kukudza baba venyu zvaatuma vabati voruoko kwamuri here? Dhavhidhi haana kutuma varanda vake kwamuri kuti anzvere guta nokurishora, nokuriputsa here?"
Shona SUB 2002 Bible
Asi machinda avana vaAmoni akati kuna Hanuni ishe wavo, “Munofunga kuti Dhavhidhi unoda kukudza baba venyu zvaatuma vabati voruoko kwamuri here? Dhavhidhi haana kutuma varanda vake kwamuri kuti anzvere guta nokurishora, nokuriputsa here?”