2 Samuel 10:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi wakati aciʋona kuti woʋaʋarirwa mberi neshure, akatsaura ʋamŋe kunaʋakatsaurwa ʋose ʋaIsraeri, akaʋagadzira kuti ʋarwe naʋaSiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joabhu akaoona kuti akanga akombwa navarwi mberi neshure; naizvozvo akasarudza dzimwe mhare dzavaIsraeri ndokuvaendesa kundorwisa vaAramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona Joabhu kuti hondo yavavinga, yatoita zvokuvakomba mberi neshure, akasarudza vamwe varwi mukati mevakanga vasarudzwa muIsiraeri vaya, akavaronga kuti varwisane nevaSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu wakati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kuna vakatsaurwa vose vaIsiraeri, akavagadzira kuti varwe navaSiria.
Shona 2009?
Zvino Joabhu wakati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kuna vakatsaurwa vose valsiraeri, akavagadzira kuti varwe navaSiria.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu wakati achiona kuti wovavarirwa mberi neshure, akatsaura vamwe kuna vakatsaurwa vose VaIsiraeri, akavagadzira kuti varwe naVaSiria.