2 Samuel 11:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gore rakati rapera, paŋguʋa yokurwa kwamadzimambo, Davidi akatuma Joabi pamŋe cete naʋaranda ʋake naʋaIsraeri ʋose; ʋakaparadza ʋana ʋaAmoni, ʋakakomba ʋo Raba. Asi Davidi wakasara Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munguva yechirimo, madzimambo paanoenda kundorwa, Dhavhidhi akatuma Joabhu navaranda vamambo nehondo yose yeIsraeri. Vakandoparadza vaAmoni uye vakakombawo Rabha. Asi Dhavhidhi akasara muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchirimo, nguva yepfumvudza, nguva yaiwanzoenda madzimambo kuhondo, Dhavhidhi akatuma Joabhu namakurukota ake pamwechete neIsiraeri yose. Vakandokurira vaAmoni, vakabva vorwisa Rabha. Asi Dhavhidhi akasara zvake kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gore rakati rapera, panguva yokurwa kwamadzimambo, Dhavhidhi akatuma Joabhu pamwechete navaranda vake navaIsiraeri vose; vakaparadza vana vaAmoni, vakakombawo Rabha. Asi Dhavhidhi wakasara Jerusaremu.
Shona 2009?
Zvino gore rakati rapera, panguva yokurwa kwamadzimambo, Dhavhidhi akatuma Joabhu pamwechete navaranda vake navaIsiraeri vose; vakaparadza vana vaAmoni, vakakombawo Rabha. Asi Dhavhidhi wakasara Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gore rakati rapera, panguva yokurwa kwamadzimambo, Dhavhidhi akatuma Joabhu pamwechete navaranda vake naVaIsiraeri vose; vakaparadza vana vaAmoni, vakakombawo Rabha. Asi Dhavhidhi wakasara Jerusaremu.