2 Samuel 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakati aciʋudzwa kuti Uria haana‐kuɓurukira kumba kwake, Davidi akati kunaUria: Hauna‐kubva kurwendo here? Waregereiko kuɓurukira kumba kwako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi paakaudzwa kuti, “Uria haana kuenda kumba kwake,” akamubvunza akati, “Hauna kubva parwendo here? Sei usina kuenda kumba kwako?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakataurira Dhavhidhi kuti Uriya haana kudzika kumba kwake, Dhavhihdi akati kuna Uriya, “Ko hauna kubva parwendo here? Chawaregerera kudzika kumba kwako chii?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakati achiudzwa kuti Uriya haana kuburukira kumba kwake, Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Hauna kubva kurwendo here? Waregereiko kuburukira kumba kwako?”
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakati achiudzwa kuti Uriya haana kuburukira kumba kwake, Dhavhidhi akati kuna Uriya, "Hauna kubva kurwendo here? Waregereiko kuburukira kumba kwako?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakati achiudzwa kuti Uriya haana kuburukira kumba kwake, Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Hauna kubva kurwendo here? Waregereiko kuburukira kumba kwako?”