2 Samuel 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaUria: Gara pano nanhasi, maŋgwana ndicakutendera kuenda. Naiɀoɀo Uria akagara Jerusarema zuʋa iro neramaŋgwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati kwaari, “Chigara hako pano kwezuva rimwe chete, mangwana ndigokutendera hangu kuti udzokere.” Naizvozvo Uria akagara muJerusarema zuva iroro neraitevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti kuna Uriya, “Chiramba zvako uri pano nhasi, mangwana ndopandichakurega woenda zvako.” Saizvozvo Uriya akaramba ari muJerusaremu zuva iroro namangwana acho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Gara pano nanhasi, mangwana ndichakutendera kuenda.” Naizvozvo Uriya akagara Jerusaremu zuva iro neramangwana.
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Uriya, "Gara pano nanhasi, mangwana ndichakutendera kuenda." Naizvozvo Uriya akagara Jerusaremu zuva iro neramangwana.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Uriya, “Gara pano nanhasi, mangwana ndichakutendera kuenda.” Naizvozvo Uriya akagara Jerusaremu zuva iro neramangwana.