2 Samuel 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maŋgwana Davidi akanyorera Joabi rugwaro, akarutuma noruʋoko rwaUria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chifumi chamangwana Dhavhidhi akanyora tsamba kuna Joabhu akaituma naUria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani acho Dhavhidhi akanyorera Joabhu tsamba akaitumira naiye Uriya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mangwana Dhavhidhi akanyorera Joabhu rugwaro, akarutuma noruoko rwaUriya.
Shona 2009?
Zvino mangwana Dhavhidhi akanyorera Joabhu rugwaro, akarutuma noruoko rwaUriya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mangwana Dhavhidhi akanyorera Joabhu rugwaro, akarutuma noruoko rwaUriya.