2 Samuel 11:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akanyora parugwaro, akati: Isa Uria pamberi panonyanyisa kurwiwa, mumusiye ari oga, aʋurawe, afe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanyora mairi achiti, “Isa Uria pamberi paya panorwiwa zvinotyisa zvikuru. Ipapo iwe umusiye ari oga kuti abayiwe afe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutsamba iyoyo akanyora kuti, “Isa Uriya kumberimberi chaiko kunenge kuchipisa hondo kwazvo mugodududza momusiya ari oga kuitira kuti auraiwe afe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanyora parugwaro, akati, “Isa Uriya pamberi panonyanyisa kurwiwa, mumusiye ari oga, aurawe afe.”
Shona 2009?
Akanyora parugwaro, akati, "Isa Uriya pamberi panonyanyisa kurwiwa, mumusiye ari oga, aurawe afe."
Shona SUB 2002 Bible
Akanyora parugwaro, akati, “Isa Uriya pamberi panonyanyisa kurwiwa, mumusiye ari oga, auraiwe afe.”