2 Samuel 11:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joabi wakati acerekedza guta, akaisa Uria paakaŋga aciziʋa kuti ʋarume ʋoʋumhare ʋari’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Joabhu paakanga akakomba guta, akaisa Uria panzvimbo yaaiziva kuti ndipo paiva navarume voumhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joabhu paaingunorwisa guta iroro akatuma Uriya kwaaiziva kuti kune shasha chaidzo dzokurwa hondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joabhu wakati acherekedza guta, akaisa Uriya paakanga achiziva kuti varume voumhare varipo.
Shona 2009?
Zvino Joabhu wakati acherekedza guta, akaisa Uriya paakanga achiziva kuti varume voumhare varipo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joabhu wakati acherechedza guta, akaisa Uriya paakanga achiziva kuti varume voumhare varipo.