2 Samuel 11:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋeguta ʋakaɓuɗa kuzorwa naJoabi, ʋamŋe ʋaranda ʋaDavidi ʋakaʋurawa, naiye Uria muHiti akafa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veguta pavakabuda vakarwa naJoabhu, vamwe vevarume vehondo yaDhavhidhi vakakundwa; uye Uria muHiti akafawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vomuguta iri vakabuda vakarwisa Joabhu. Mukati mavanhu, mamwe makurukota aDhavhidhi akafa. Uriya muHiti akaurayiwawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu veguta vakabuda kuzorwa naJoabhu, vamwe varanda vaDhavhidhi vakaurawa, naiye Uriya muHiti akafawo.
Shona 2009?
Vanhu veguta vakabuda kuzorwa naJoabhu, vamwe varanda vaDhavhidhi vakaurawa, naiye Uriya muHiti akafawo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu veguta vakabuda kuzorwa naJoabhu, vamwe varanda vaDhavhidhi vakaurayiwa, naiye Uriya muHiti akafawo.