2 Samuel 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaraira nhume, akati: Kana wapedza kurondedzera kunamambo mashoko ose okurwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira nhume achiti, “Kana wapedza kurondedzera kuna mambo mafambiro aita hondo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akarayira nhume iyi kuti, “Ukange wapedza kusvitsa shoko rezvekurwa iri kuna mambo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaraira nhume, akati, “Kana wapedza kurondedzera kuna mambo mashoko ose okurwa,
Shona 2009?
Akaraira nhume, akati, "Kana wapedza kurondedzera kuna mambo mashoko ose okurwa,
Shona SUB 2002 Bible
Akaraira nhume, akati, “Kana wapedza kurondedzera kuna mambo mashoko ose okurwa,